القرآن باللغة الشونا - سورة الماعون مترجمة إلى اللغة الشونا، Surah Maun in Shona. نوفر ترجمة دقيقة سورة الماعون باللغة الشونا - Shona, الآيات 7 - رقم السورة 107 - الصفحة 602.

| أَرَأَيْتَ الَّذِي يُكَذِّبُ بِالدِّينِ (1) Wakambomuona here uyo anoramba zuva rekutongwa (rekuwana mubairo) | 
| فَذَٰلِكَ الَّذِي يَدُعُّ الْيَتِيمَ (2) Ndeuyo anobata nherera zvakashata (nehasha) | 
| وَلَا يَحُضُّ عَلَىٰ طَعَامِ الْمِسْكِينِ (3) Uye haakurudziri kupa anoshaya chikafu | 
| فَوَيْلٌ لِّلْمُصَلِّينَ (4) Naizvozvo, matambudziko kune vanamati (vanyengedzi) | 
| الَّذِينَ هُمْ عَن صَلَاتِهِمْ سَاهُونَ (5) Avo vasingakoshesi (vano nonoka kuita) Swalaah (munamato kubva kunguva yayo yakatarwa) | 
| الَّذِينَ هُمْ يُرَاءُونَ (6) Avo vanoita mabasa akanaka kuti vaonekwe | 
| وَيَمْنَعُونَ الْمَاعُونَ (7) Uye vanonyima Al-Maa’uoon (rubatsiro diki nemunyu, shuga, mvura, nezvimwe zvakadaro) |