القرآن باللغة الشونا - سورة القدر مترجمة إلى اللغة الشونا، Surah Qadr in Shona. نوفر ترجمة دقيقة سورة القدر باللغة الشونا - Shona, الآيات 5 - رقم السورة 97 - الصفحة 598.
بِّسْمِ اللَّهِ الرَّحْمَٰنِ الرَّحِيمِ إِنَّا أَنزَلْنَاهُ فِي لَيْلَةِ الْقَدْرِ (1) Zvirokwazvo, takaridzikisa (Qur’an iri) muusiku hwechisungo |
وَمَا أَدْرَاكَ مَا لَيْلَةُ الْقَدْرِ (2) Uye chii chichaita kuti uzive kuti usiku hwechisungo chii |
لَيْلَةُ الْقَدْرِ خَيْرٌ مِّنْ أَلْفِ شَهْرٍ (3) Usiku hwechisungo huri nani kukunda churu chemwedzi (kunamata Allah mauri kuri nani kupfuura kunamata churu chemwedzi (makore makumi masere nematatu, nemwedzi mina) |
تَنَزَّلُ الْمَلَائِكَةُ وَالرُّوحُ فِيهَا بِإِذْنِ رَبِّهِم مِّن كُلِّ أَمْرٍ (4) Mauri munodzika ngirozi nemweya mutsvene (Gabriel) nemvumo yaTenzi vavo nezvisungo zvose |
سَلَامٌ هِيَ حَتَّىٰ مَطْلَعِ الْفَجْرِ (5) (Usiku hwese) Pane runyararo (uye zvakanaka kubva kuna Allah zvichienda kuvaranda vavo vanotenda) kusvikira nguva yemambakwedza |